Mazita Part 2: Mipanda yawo
Mipanda yemazita (Noun classes)
Mupanda 1
Munowanikwa mazita anechekuita nevanhu. Chivakashure ndi /mu-/ kana /mw-/ sokuti
murume mu- + […]
Mipanda yemazita (Noun classes)
Mupanda 1
Munowanikwa mazita anechekuita nevanhu. Chivakashure ndi /mu-/ kana /mw-/ sokuti
murume mu- + […]
Pfupiso (Summary)
Pamubvunzo weNzwisiso panenge paine mubvunzo wepfupiso unenge uine mamakisi gumi [10]. KuShona kune mhando mbiri dzepfupiso inonzi paChirungu precis neinonzi summary. Hazvinyanyokoshi kuti uzive mutsauko uri pakati pepfupiso mbiri idzi. Zvakakosha pakupindura mubvunzo wepfupiso ndeizvi:
a) Nyatsoverenga mubvunzo uzive zvaurikuda kuti upfupikise chaizvo. Kunyangwe zvazvo mibvunzo yepfupiso isingavanzo shanduka usachimbidze kupindura mubvunzo […]
Chiratidzanguva (Tense sign)
Zviito zvinoitika nenguva sokuti arikuba zinoreva kuti chiitiko ichi chekuba chirikutoitika panguva iyoyo tichizvisiyanisa nokuti akaba kana kuti achaba. Kunewo zviito zvisinga nguva mazviri:
Zviito zvinemadonzvo anoti: rekutuma (imperative mood), rekuita (infinitive mood) nerekurudziro ( hortative mood). Heinoi mienzaniso:
kutamba (rekuita)
ngatidyei (kurudziro)
iba (rekutuma)
Pazviito zvinenguva mazviri chiratidzanguva chinobatanidzwa […]
Chiverengo(Enumerator)
Zvirengo inzwi rinoshandiswa kudaidza manzwi eChiShona anoburitsa pfungwa yekuverenga tichikoshesa kubuditsa uwandu wechizita chirikutsangangurwa chacho sokuti:
Mumwe murume akarohwa nezuro.
Chinhunyi chakabiwa chacho?
Maumbirwo echiverengo.
Chiverengo chakaumbwa nechivakashure chechiverengo + dzitsi rechiverengo sokuti.
chi- + -mwe […]
Zita (noun)
Mazita akaumbwa nezvinhu zviviri: chivakashure (prefix) + dzitsi (stem) sokuti:
Zita Chivakashure […]
Chindori (Copulative)
Zvinogoneka muChiShona kuti munhu ataure chirevo chakazara asingashandise chiito. Izvi zvinogoneka tichishandisa mavara anonzi zvindori. Vamwe vanamuzvinafundo weShona vanodaidza mavara aya kuti zviwedzera zvezvirevo zvisina zviito pachirungu mavara aya ose anonzi macopulatives.
Mhando dzezvindori
1. Chiwedzera /ndi-/ chinogona kushandiswa kuvaka zvindori semienzaniso inotevera:
a) Kushandura mazita ari mumupanda 1a, 2a ne […]