About garikaib

He holds an Honours in Accountancy degree from the University of Zimbabwe. He is passionate about technology and its practical application in today's world.

January 2023

Rebeso Dzechiito (Verb extensions) Part 1

By |2022-09-15T12:45:33+02:00January 24th, 2023|O Level Shona Notes, Shona Grammer|

Image via JayaJaya Image via JayaJaya

Midzi yezviito inogona kuvedzerwa kuti ireve zvakada kuti siyanei zvichienderana nechishuwo chemutauri. Kune nzira dzakasiyana siyana dzekuvedzera nadzo midzi yezviito. Nzira idzi dzinonzi rebeso dzezviito kana kuti zvivanduriro zvezviito vamwewo vanyori navana mazvikokota veShona vanodzidaidza kuti zvivanduridzo. Izvi zvinongoenderana ne Chikandamazeko  chemunyori mumwe nemumwe.

Kazhinji kacho zita […]

Comments Off on Rebeso Dzechiito (Verb extensions) Part 1

Zvindori/Zvirevo zvisina zviito (copulatives)

By |2022-09-15T12:45:28+02:00January 24th, 2023|O Level Shona Notes|

note_book

Chindori (Copulative)

Zvinogoneka muChiShona kuti munhu ataure chirevo chakazara asingashandise chiito. Izvi zvinogoneka tichishandisa mavara anonzi zvindori. Vamwe vanamuzvinafundo weShona vanodaidza mavara aya kuti zviwedzera zvezvirevo zvisina zviito pachirungu mavara aya ose anonzi macopulatives. 

Mhando dzezvindori

1. Chiwedzera /ndi-/ chinogona kushandiswa kuvaka zvindori semienzaniso inotevera:

a) Kushandura mazita ari mumupanda 1a, 2a ne […]

Comments Off on Zvindori/Zvirevo zvisina zviito (copulatives)

Madonzo echiito (moods of the verb)

By |2022-09-15T12:45:27+02:00January 24th, 2023|O Level Shona Notes|

notebook2

Madonzo echiito (moods of the verb)

Chiito chimwe chete chinogona kureva zvakasiyana zvichienda nekushandiswa kwachinenge chaitwa. Siyano inenge iri pachiito iyi inonzi donzo kana kuti mood yechiito ichi. Kune madonzo echiito akawanda muChiShona sekuratidzwa kwakaitwa pazasi:

1. Donzo rokuita (infinitive mood)

a) Baba ndivo vari kurwara.

b) Vana vanofanira kudzidza nesimba.

Comments Off on Madonzo echiito (moods of the verb)

Chirewauwandu (quantitative)

By |2022-09-15T12:45:26+02:00January 24th, 2023|O Level Shona Notes|

notebook_3

Chirewauwandu (Quantitave)

Chirewauwandu inzwi rinotsanangura zveuzhinji kana zvekushomeka kwechinhu kana zvinhu. Sokuti:

mbudzi dzose (mbudzi zhinji, dzakawanda, pasina kana yasarira)

manzwi ako omene (manzwi ako asina kuwedzerwa)

Maumbirwo echirewauwandu

Chirewauwandu chinoumbwa sezvizvi:

chivakashure/chiwedzera chechirewauwandu (quantitative prefix) + vararinoshanduka (quantitative stem)  +dzitsi

Muenzaniso

zv-   + -o-     + -se                     […]

Comments Off on Chirewauwandu (quantitative)

Chiratidzi (Demonstrative)

By |2022-09-15T12:45:26+02:00January 24th, 2023|O Level Shona Notes|

notebook4

Chiratidzi (Demonstrative)

Kune mhando mbiri dzezviratidzi:

1) Zviratidzi zvepedyo. (near demostrative)

2) Zviratidzi zvekure. (far demonstrative)

Zviratidzi zvinoenderana nemipanda yemazita yazvinodudzira sezvizvi:

Maumbirwo ezviratidzi

Mazita emupanda mumwe nemumwe ose anowirirana nechiratidzi chemupanda chimwechete chekure uye chimwechete chepadyo. Zviratidzi zvekure nezvepadyo zvakasiyana maumbirwo azvo.

1. Zviratidzi zvepedyo ( near demonstratives)

Chitsigisi   + chiratidza mupanda chechiratidzi (stabiliser + demonstrative […]

Comments Off on Chiratidzi (Demonstrative)

Spotting and Avoiding Scholarship Scams in Zimbabwe: Tips for Safeguarding Your Education and Finances

By |2023-01-18T06:40:10+02:00January 24th, 2023|General|

The Advanced Level results for ZIMSEC were released last Friday. Many parents and students are rejoicing in their well-deserved accomplishments. The majority of those kids will be or are already seeking university or college admissions positions. The reality is that university tuition is pretty costly. Before you include extra expenses like food and lodging, the typical tuition for […]

Comments Off on Spotting and Avoiding Scholarship Scams in Zimbabwe: Tips for Safeguarding Your Education and Finances

Chipauro (Adjective)

By |2022-09-15T12:45:25+02:00January 24th, 2023|O Level Shona Notes|

notebook5

Chipauro (Adjective)

Chipauro inzwi rinoshandiswa kutsanangura zita sokuti: Murume murefu.

Maumbirwo ezvipauro

Chipauro chinowirirana nezita rachirikutsanangura pazvivakashure zvacho. Chipauro chakaumbwa sezvizvi:

Chivakashure + Dzitsi rechipauro.

Mienzaniso

Zvivakashure zvezvipauro

Sezvaratidzwa pamusoro chipauro chinotora chivakashure chemupanda wezita rachirikutsanangura. Zvichireva kuti kana zita risina chivakashure chipauro chacho chinenge chisinawo chivakashure. Sokuti:

(ri-) + -chira (ri-) -chena           […]

Comments Off on Chipauro (Adjective)

Chisazitasingwi (Pronoun)

By |2022-09-15T12:45:24+02:00January 24th, 2023|O Level Shona Notes, Shona Grammer|

notebook6

Chisazitasingwi (Pronoun)

Chisazitasingwi inzwi rinomirira kana kushanda panzvimbo yezita patinenge tichitaura. Sokuti:

Iye  ane mari yangu.

Icho  chikoro chacho chimbori kupi?

Dzimwe nguva tinogona kushandisa chisazitasingwi nezita racho. Sokuti:

Iyo $5 yacho aiisa pai?

Iye Taurai haanzwiwo mhani!

Kuumbwa kwezvisazitasingwi

Zvisazitasingwi zvinoumbwa maererano nemipanda yemazita azvinomirira. Mupanda mumwe nomumwe unechisazitasingwi chinoumirira uye chinogona kushandiswa nemazita ose omupanda uyu.

Zvisazitasingwi zvose […]

Comments Off on Chisazitasingwi (Pronoun)
Go to Top