January 2023

Chiverengo (Enumerator)

By |2022-09-15T12:45:23+02:00January 24th, 2023|O Level Shona Notes, Shona Grammer|

notebook_8

Chiverengo(Enumerator)

Zvirengo inzwi rinoshandiswa kudaidza manzwi eChiShona anoburitsa pfungwa yekuverenga tichikoshesa kubuditsa uwandu wechizita chirikutsangangurwa chacho sokuti:

Mumwe murume akarohwa nezuro.

Chinhunyi chakabiwa chacho?

Maumbirwo echiverengo.

Chiverengo chakaumbwa nechivakashure chechiverengo + dzitsi rechiverengo sokuti.

chi-                  +             -mwe                 […]

Comments Off on Chiverengo (Enumerator)

Chiratidzanguva (tense sign)

By |2022-09-15T12:45:21+02:00January 24th, 2023|O Level Shona Notes, Shona Grammer|

notebook_red

Chiratidzanguva (Tense sign)

Zviito zvinoitika nenguva sokuti arikuba zinoreva kuti chiitiko ichi chekuba chirikutoitika panguva iyoyo tichizvisiyanisa nokuti akaba kana kuti achaba. Kunewo zviito zvisinga nguva mazviri:

Zviito zvinemadonzvo anoti: rekutuma (imperative mood), rekuita (infinitive mood) nerekurudziro ( hortative mood). Heinoi mienzaniso:

kutamba (rekuita)

ngatidyei (kurudziro)

iba (rekutuma)

Pazviito zvinenguva mazviri chiratidzanguva chinobatanidzwa […]

Comments Off on Chiratidzanguva (tense sign)
Go to Top