February 2025

Chiitopauro, Chidudziramuiti / muitirwi (relative)

By |2025-02-12T09:01:12+02:00February 12th, 2025|O Level Shona Notes, Shona Grammer|

leather_notebook

Chiitopauro/Chidudziramuiti/muitirwi (Relative)

Chinodudzira muiti wechinhu. Chinobotanidza mazita chichipa pfungwa yerupawo zvinoita kuti chishande serupawo. Heinoi mienzaniso

Chingwa chakachena chinodhura.

Munhu akapfupika ane hasha.

Murume vandakaona ndiTaurai.

 Maumbirwo

a) Chitaridzamuitirwi + chitaridzamuiti + chiratidzanguva + mudzi wechiito+ nzvovera yekupedzisira

wa- + -nd- +aka- +-on- +-a

ra- + nd- + -aka- + -vereng- + -a

b) Chitaridzamuiti+ chiratidzanguva+ […]

Comments Off on Chiitopauro, Chidudziramuiti / muitirwi (relative)

Chiratidzanguva (tense sign)

By |2025-02-12T09:03:04+02:00February 12th, 2025|O Level Shona Notes, Shona Grammer|

notebook_red

Chiratidzanguva (Tense sign)

Zviito zvinoitika nenguva sokuti arikuba zinoreva kuti chiitiko ichi chekuba chirikutoitika panguva iyoyo tichizvisiyanisa nokuti akaba kana kuti achaba. Kunewo zviito zvisinga nguva mazviri:

Zviito zvinemadonzvo anoti: rekutuma (imperative mood), rekuita (infinitive mood) nerekurudziro ( hortative mood). Heinoi mienzaniso:

kutamba (rekuita)

ngatidyei (kurudziro)

iba (rekutuma)

Pazviito zvinenguva mazviri chiratidzanguva chinobatanidzwa […]

Comments Off on Chiratidzanguva (tense sign)
Go to Top