March 2015

Pfupiso (Summary)

By |2022-09-15T12:45:20+02:00March 20th, 2015|O Level Shona Notes|

leather_notebook

Pfupiso (Summary)

Pamubvunzo weNzwisiso panenge paine mubvunzo wepfupiso unenge uine mamakisi gumi [10]. KuShona kune mhando mbiri dzepfupiso inonzi paChirungu precis neinonzi summary. Hazvinyanyokoshi kuti uzive mutsauko uri pakati pepfupiso mbiri idzi. Zvakakosha pakupindura mubvunzo wepfupiso ndeizvi:

a) Nyatsoverenga mubvunzo uzive zvaurikuda kuti upfupikise chaizvo. Kunyangwe zvazvo mibvunzo yepfupiso isingavanzo shanduka usachimbidze kupindura mubvunzo […]


Quick NetOne, Econet, And Telecel Airtime Recharge

Comments Off on Pfupiso (Summary)

Mhando Dzenzwisiso nemibvunzo

By |2022-09-15T12:45:20+02:00March 20th, 2015|O Level Shona Notes|

notebook_lawn

Zwisiso (Comprehension)

Pabvunzo dzegore roga roga kunouya mubvunzo weNzisiso kupepa rekutanga reShona. Mubvunzo uyu unenge uine mamakisi makumi matatu [30] tichibatanidza nemamakisi gumi [10] epfupiso.

Kunze kwepfupiso Nzwisiso ibvunza mibvunzo pamusoro pendima inenge yakapihwa. Pane mhando dzakasiyana siyana dzemibvunzo inouya kuNzwisiso kusanganisira inotevera:

a) Mibvunzo inoda mhinduro iri mundima yakapiwa sokuti: ” […]


Quick NetOne, Econet, And Telecel Airtime Recharge

Comments Off on Mhando Dzenzwisiso nemibvunzo
Go to Top