Zvindori/Zvirevo zvisina zviito (copulatives)

By |2022-09-15T12:45:28+02:00January 24th, 2023|O Level Shona Notes|

note_book

Chindori (Copulative)

Zvinogoneka muChiShona kuti munhu ataure chirevo chakazara asingashandise chiito. Izvi zvinogoneka tichishandisa mavara anonzi zvindori. Vamwe vanamuzvinafundo weShona vanodaidza mavara aya kuti zviwedzera zvezvirevo zvisina zviito pachirungu mavara aya ose anonzi macopulatives. 

Mhando dzezvindori

1. Chiwedzera /ndi-/ chinogona kushandiswa kuvaka zvindori semienzaniso inotevera:

a) Kushandura mazita ari mumupanda 1a, 2a ne […]